Mabasa 27:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 akati: Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mŋari wakakupa ʋose ʋanofamba newe mucikepe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 akati, ‘Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mwari akakupa vose vanofamba newe muchikepe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 akati kwandiri, ‘Usatya, Pauro. Unofanira kutongwa pamberi paKesari; uye nenyasha Mwari akupa upenyu hwavose vanofamba newe muchikepe.’ Viz kapitola |