Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Sezvo vakanga vagara kwenguva ndefu vasina chokudya Pauro akauya mberi pakati pavo akati, “Varume mungadai makanditeerera makarega kubva kuKiriti uye mungadai musina kupinda mukukuvara uku nokurasikirwa uku.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino ʋakati ʋagara ŋguʋa refu ʋasiŋgadyi, Pauro akamira pakati paʋo, akati: Ʋarume, maifanira kunditerera, mukasabva Krita, mukasawirwa nokutambudzika nokurashikirwa uku.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino vakati vagara nguva refu vasingadyi, Pauro akamira pakati pavo, akati, “Varume, maifanira kunditeerera, mukasabva Kiriti, mukasawirwa nokutambudzika nokurasikirwa uku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Sezvo vakanga vagara kwenguva ndefu vasina chokudya Pauro akauya mberi pakati pavo akati, “Varume mungadai makanditeerera makarega kubva kuKiriti uye mungadai musina kupinda mukukuvara uku nokurasikirwa uku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Sezvo vakanga vagara kwenguva ndefu vasina chokudya Pauro akauya mberi pakati pavo akati, “Varume mungadai makanditeerera makarega kubva kuKiriti uye mungadai musina kupinda mukukuvara uku nokurasikirwa uku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Shure kwokunge vanhu vagara nguva refu vasina zvokudya, Pauro akamira pamberi pavo akati, “Varume, maifanira kunge makateerera zano rangu rokuti murege kubva paKirete; ipapo mungadai makazviponesa pakuparadza nokurasikirwa uku.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy