Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nenzira yokuti takanga tichitomhotswa–tomhotswa zvinotyisa ramangwana acho vakatangisa kukanda zvinhu panze.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Fume maŋgwana, ɀatakatambura kwaɀo neɗutu remhepo, ʋakakandira nhumbi kunze;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Fume mangwana, zvakatambura kwazvo nedutu remhepo, vakakandira nhumbi kunze;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nenzira yokuti takanga tichitomhotswa–tomhotswa zvinotyisa ramangwana acho vakatangisa kukanda zvinhu panze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Nenzira yokuti takanga tichitomhotswa–tomhotswa zvinotyisa ramangwana acho vakatangisa kukanda zvinhu panze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Takanga tava kuvhungwa-vhungwa nedutu raiva nesimba zvokuti mangwana acho vakatanga kubudisa nhumbi muchikepe vachidzikanda mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy