Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pazvakanga zvarongwa kuti tinofanira kuenda kuItari nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa mumaoko aJuriasi aiva mutungamiriri wezana wechikwata chamasoja chokwaAgasitosi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino kwakati kwatemŋa kuti tiende Itaria necikepe, ʋakaisa Pauro naʋamŋe ʋasuŋgwa kumukuru wezana, wainzi Jurio, wehondo yaAugusto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino kwakati kwatemwa kuti tiende Itaria nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa kumukuru wezana, ainzi, “Jurio, wehondo yaAugusto.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pazvakanga zvarongwa kuti tinofanira kuenda kuItari nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa mumaoko aJuriasi aiva mutungamiriri wezana wechikwata chamasoja chokwaAgasitosi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pazvakanga zvarongwa kuti tinofanira kuenda kuItari nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa mumaoko aJuriasi aiva mutungamiriri wezana wechikwata chamasoja chokwaAgasitosi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Kwakati kwarongwa kuti tiende nechikepe kuItari, Pauro navamwe vasungwa vakaiswa mumaoko omukuru wezana ainzi Juriasi akanga ari wehondo yaAgasito.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy