Mabasa 26:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Sei muchizviona sechinhu chisingagoneki kuti Mwari anomutsa vakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Munofuŋgireiko imi kuti haɀiŋgatendwi kuti Mŋari uŋgamutsa ʋakafa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Munofungireiko imi kuti hazvingatendwi kuti Mwari angamutsa vakafa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Sei muchizviona sechinhu chisingagoneki kuti Mwari anomutsa vakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Sei muchizviona sechinhu chisingagoneki kuti Mwari anomutsa vakafa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Seiko zvisingagoni kutendwa pakati penyu kuti Mwari anomutsa vakafa? Viz kapitola |