Mabasa 26:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvino ndiri pano ndichitongerwa chitarisiro munezvakatsidzirwa madzitateguru edu naMwari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Naɀino ndinomira pano, kuti nditoŋgwe nokuɗa kwokutarira cipikirwa cakapikirwa madziɓaɓa eɗu naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nazvino ndinomira pano, kuti nditongwe nokuda kwokutarira chipikirwa chakapikirwa madzibaba edu naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvino ndiri pano ndichitongerwa chitarisiro munezvakatsidzirwa madzitateguru edu naMwari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Zvino ndiri pano ndichitongerwa chitarisiro munezvakatsidzirwa madzitateguru edu naMwari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye zvino ndiri kutongwa pano nhasi nokuda kwetariro yangu mune zvakavimbiswa madzibaba edu naMwari. Viz kapitola |