Mabasa 26:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pauro akati, “Handisi kupenga, changamire vanoremekedzwa vaFesitusi. Ndiri kutaura chokwadi nepfungwa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi Pauro akati: Handipeŋgi, Festo wakakurumbira; asi ndinotaura mashoko amaɀokwaɗi noʋucenjeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi Pauro akati, “Handipengi, Fesito akakurumbira; asi ndinotaura mashoko amazvokwadi noouchenjeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pauro akati, “Handisi kupenga, changamire vanoremekedzwa vaFesitusi. Ndiri kutaura chokwadi nepfungwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pauro akati, “Handisi kupenga, changamire vanoremekedzwa vaFesitusi. Ndiri kutaura chokwadi nepfungwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pauro akapindura akati, “Handisi kupenga, changamire Fesitasi. Zvandiri kutaura ichokwadi uye zvinotendeka. Viz kapitola |