Mabasa 26:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapa Pauro achizvidavirira, Fesitusi akadaidzira nezwi guru achiti, “Iwe Pauro wavakupenga iwe. Kudzidza kwako ndiko kwava kukupengesa iwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino wakati aciɀiɗaʋirira saiɀoɀo, Festo akati nenzwi guru: Pauro, unopeŋga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino akati achizvidavirira saizvozvo, Fesito akati nezwi guru, “Pauro, unopenga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapa Pauro achizvidavirira, Fesitusi akadaidzira nezwi guru achiti, “Iwe Pauro wavakupenga iwe. Kudzidza kwako ndiko kwava kukupengesa iwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ipapa Pauro achizvidavirira, Fesitusi akadaidzira nezwi guru achiti, “Iwe Pauro wavakupenga iwe. Kudzidza kwako ndiko kwava kukupengesa iwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Fesitasi akati kuna Pauro nenzwi guru, “Pauro, wava kupenga! Kudzidza kwako kukuru kwava kukupengesa.” Viz kapitola |