Mabasa 26:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvokuti Mesia anofanira kutambudzika achiva iye wokutanga kumuka muvafi achizoparidza nazvo chiedza kuvanhu nokune vechirudzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀokuti Kristu wakafanira kutambudzika, nokutaŋga kumuka kuʋakafa, aparidzire ʋanhu naʋahedeni ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 zvokuti Kristu akafanira kutambudzika, nokutanga kumuka kuvakafa, aparidzire vanhu navahedheni chiedza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvokuti Mesia anofanira kutambudzika achiva iye wokutanga kumuka muvafi achizoparidza nazvo chiedza kuvanhu nokune vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 zvokuti Mesia anofanira kutambudzika achiva iye wokutanga kumuka muvafi achizoparidza nazvo chiedza kuvanhu nokune vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 kuti Kristu achatambudzika, uye, saiye wokutanga kumuka kubva kuvakafa achaparidza chiedza kuvanhu vake uye nokune veDzimwe Ndudzi.” Viz kapitola |