Mabasa 26:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ndichikununura kuvanhu nekune vechirudzi vandichakutumira kwavari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 ndicakurwira kuʋanhu nokuʋahedeni, ʋandinokutumira kwaʋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ndichikununura kuvanhu nekune vechirudzi vandichakutumira kwavari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 ndichikununura kuvanhu nekune vechirudzi vandichakutumira kwavari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndichakununura kubva kuvanhu vokwako uye kubva kune veDzimwe Ndudzi. Ndiri kukutuma kwavari Viz kapitola |