Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 26:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi chisimuka umire namakumbo ako, nokuti izvi ndizvo zvandazviratidzira kwauri kuti ndikusarudze ushande uye kuti uve chapupu chezvawandiona ndiri uye mune zvandicharatidza kwauri

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Asi simuka, umire namakumbo ako; nokuti ndaɀiratidza kwauri neɀiɀi, kuti ndikuite munyai necapupu ceɀawakaʋona, neɀandicaɀiratidza naɀo kwauri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Asi simuka, umire namakumbo ako; nokuti ndazviratidza kwauri nezvizvi, kuti ndikuite munyai nechapupu chezvawakaona, nezvandichazviratidza nazvo kwauri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi chisimuka umire namakumbo ako, nokuti izvi ndizvo zvandazviratidzira kwauri kuti ndikusarudze ushande uye kuti uve chapupu chezvawandiona ndiri uye mune zvandicharatidza kwauri

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Asi chisimuka umire namakumbo ako, nokuti izvi ndizvo zvandazviratidzira kwauri kuti ndikusarudze ushande uye kuti uve chapupu chezvawandiona ndiri uye mune zvandicharatidza kwauri

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino chisimuka umire netsoka dzako. Ndazviratidza kwauri kuti ndikugadze somuranda uye sechapupu chezvawaona kwandiri uye nezvandichakuratidza.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 26:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy