Mabasa 26:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Patakawira pasi tose ndakanzwa izwi richitaura kwandiri mumutauro wechiHebheru richiti, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzirei. Zvinokurwadza kupfanha negumbo shamhu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino takati tawira pasi tose, ndikanzwa inzwi riciti kwandiri norurimi rweciHeberu: Sauro! Sauro! unonditambudzireiko? Ɀinokuremera kupfura ɀiɓayiso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino takati tawira pasi tose, ndikanzwa izwi richiti kwandiri norurimi rwechiHebheru, ‘Sauro! Sauro! Unonditambudzireiko? Zvinokuremera kupfura zvibayiso.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Patakawira pasi tose ndakanzwa izwi richitaura kwandiri mumutauro wechiHebheru richiti, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzirei. Zvinokurwadza kupfanha negumbo shamhu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Patakawira pasi tose ndakanzwa izwi richitaura kwandiri mumutauro wechiHebheru richiti, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzirei. Zvinokurwadza kupfanha negumbo shamhu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Tose takawira pasi, uye ndakanzwa inzwi richiti kwandiri norurimi rwechiHebheru, ‘Sauro, Sauro, unonditambudzireiko? Zvakakuomera iwe kuti ukave zvibayiso.’ Viz kapitola |