Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 26:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndakavaranga kakawanda mumasinagogu ose uye ndakaedza kuti vashonhe Mwari. Ndaivatambudza ndiine hasha dzisingatauriki kusvika kumaguta okunze kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nomumasinagoge ose ndaiʋatambudza, ndiciʋaroʋerera kuti ʋamhure Mŋari; ndikanyanya kuʋapeŋgera, ndikaʋatambudza kuȿikira kumaguta ari kure nenyika ino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nomumasinagoge ose ndaivatambudza, ndichivaroverera kuti vashonhe Mwari; ndikanyanya kuvapengera, ndikavatambudza kusvikira kumaguta ari kure nenyika ino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndakavaranga kakawanda mumasinagogu ose uye ndakaedza kuti vashonhe Mwari. Ndaivatambudza ndiine hasha dzisingatauriki kusvika kumaguta okunze kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ndakavaranga kakawanda mumasinagogu ose uye ndakaedza kuti vashonhe Mwari. Ndaivatambudza ndiine hasha dzisingatauriki kusvika kumaguta okunze kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nguva zhinji ndaibva kune rimwe sinagoge ndichienda kune rimwe ndichiita kuti varangwe, uye ndakaedza kuvamanikidza kuti vamhure Mwari. Noruvengo rwandaiva narwo pamusoro pavo, ndakaenda kunyange kuna mamwe maguta avatorwa kundovatambudza.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 26:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy