Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 25:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vamhan'ari pavakasimuka havana kuunza mhosva panyaya iyi dzine uipi hwandaifunga

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino ʋapomeri ʋakasimuka, asi haʋana‐kumupomera mhoȿa yeɀinhu ɀakaipa ɀandakaŋga ndiciti ʋacamupomera naɀo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino vapomeri vakasimuka, asi havana kumupomera mhosva yezvinhu zvakaipa zvandakanga ndichiti vachamupomera nazvo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vamhan'ari pavakasimuka havana kuunza mhosva panyaya iyi dzine uipi hwandaifunga

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vamhan'ari pavakasimuka havana kuunza mhosva panyaya iyi dzine uipi hwandaifunga

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vaimupomera vakati vasimuka kuti vataure, havana kumupomera mhosva ipi zvayo yandaitarisira.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 25:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy