Mabasa 24:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Panguva imwecheteyo aitarisira kupiwa pfumbamuromo naPauro, saka aimudaidza kakawanda achitaura naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Wakati ʋo ɀimŋe ucazopiwa mari naPauro; naiɀoɀo wakamuɗana kazhinji, acitaura naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akatiwo zvimwe achazopiwa mari naPauro; naizvozvo akamudana kazhinji, achitaura naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Panguva imwecheteyo aitarisira kupiwa pfumbamuromo naPauro, saka aimudaidza kakawanda achitaura naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Panguva imwecheteyo aitarisira kupiwa pfumbamuromo naPauro, saka aimudaidza kakawanda achitaura naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Panguva yacho iyoyo aifunga kuti Pauro achamupa fufuro, saka aidana Pauro nguva nenguva achitaura naye. Viz kapitola |