Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 24:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mushure memazuva akati kuti, Ferekisi akauya nomudzimai wake, Dhurusira akanga ari muJudha. Akadaidza Pauro akamunzwa achitaura nezvechitendero muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, Feriksi akaȿika, nomukadzi wake Drusira, waiʋa muJuda, akaɗana Pauro, akamunzwa pamsoro pokutenda kunaKristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino mamwe mazuva akati apfuura, Ferikisi akasvika, nomukadzi wake Dhurusira, aiva muJudha, akadana Pauro, akamunzwa pamusoro pokutenda kuna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mushure memazuva akati kuti, Ferekisi akauya nomudzimai wake, Dhurusira akanga ari muJudha. Akadaidza Pauro akamunzwa achitaura nezvechitendero muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mushure memazuva akati kuti, Ferekisi akauya nomudzimai wake, Dhurusira akanga ari muJudha. Akadaidza Pauro akamunzwa achitaura nezvechitendero muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mushure mamazuva mazhinji, Ferikisi akauya nomukadzi wake Dhurusira, uyo akanga ari muJudha. Akadana Pauro kuti auye vagozomunzwa sezvo aitaura pamusoro pezvokutenda muna Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 24:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy