Mabasa 24:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo akaudza mutungamiri wezana kuti Pauro anofanira kuchengetedzwa ari muusungwa asi aine rusununguko rwakati kuti uye kuti hapana shamwari dzake dzinorambidzwa kumuwanisa zvinomubatsira kurarama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akaraira mukuru wezana kuti Pauro aceŋgetwe, arerusirwe, ʋuye kuti ʋarege kudziʋisa mumŋe wokwake kumushumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Akarayira mukuru wezana kuti Pauro achengetwe, arerusirwe, uye kuti varege kudzivisa mumwe wokwake kumushumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo akaudza mutungamiri wezana kuti Pauro anofanira kuchengetedzwa ari muusungwa asi aine rusununguko rwakati kuti uye kuti hapana shamwari dzake dzinorambidzwa kumuwanisa zvinomubatsira kurarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo akaudza mutungamiri wezana kuti Pauro anofanira kuchengetedzwa ari muusungwa asi aine rusununguko rwakati kuti uye kuti hapana shamwari dzake dzinorambidzwa kumuwanisa zvinomubatsira kurarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Akarayira mukuru wezana kuti Pauro achengetwe navarindi asi ave akasununguka uye shamwari dzake dzibvumirwe kuti dzimuvigire zvaanoda. Viz kapitola |