Mabasa 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 kusiya izvi zvandakadaidzira ndakamira mukati mavo zvokuti ndakati, ‘Ndiri kupinzirwa dare pamusoro pezvokumuka kwavakafa pamberi penyu nhasi uno.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 asi shoko iri ɓedzi, randakaɗanidzira, ndimire pakati paʋo, ndiciti: Ndinotoŋgwa nhasi pamsoro pokumuka kwaʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 asi shoko iri bedzi, randakadanidzira, ndimire pakati pavo, ndichiti, ‘Ndinotongwa nhasi pamusoro pokumuka kwavakafa.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 kusiya izvi zvandakadaidzira ndakamira mukati mavo zvokuti ndakati, ‘Ndiri kupinzirwa dare pamusoro pezvokumuka kwavakafa pamberi penyu nhasi uno.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 kusiya izvi zvandakadaidzira ndakamira mukati mavo zvokuti ndakati, ‘Ndiri kupinzirwa dare pamusoro pezvokumuka kwavakafa pamberi penyu nhasi uno.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 kunze kwechinhu chimwe chete ichi chandakadanidzira pandakanga ndimire pamberi pavo kuti, ‘Ndiri kutongwa maererano nokumuka kwavakafa; ndizvo zvaita kuti ndive pamberi penyu nhasi.’ ” Viz kapitola |