Mabasa 24:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pandaiita izvi, vakandiwana muTemberi ndichipedzisa zvokuzvichenura, pasina chikwata chavanhu kana nyonganyonga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndiɀoɀo ɀaʋakandiwana ndiciita mutembere, ndanatswa, ndisinaʋanhu ʋazhinji, kana ɓopoto; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Ndizvozvo zvavakandiwana ndichiita mutemberi, ndanatswa, ndisina vanhu vazhinji, kana bopoto; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pandaiita izvi, vakandiwana muTemberi ndichipedzisa zvokuzvichenura, pasina chikwata chavanhu kana nyonganyonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pandaiita izvi, vakandiwana muTemberi ndichipedzisa zvokuzvichenura, pasina chikwata chavanhu kana nyonganyonga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ndakanga ndakazvinatsa pavakandiwana ndiri mutemberi ndichiita izvi. Pakanga pasina vanhu vazhinji vaiva neni, uye handina kumboita nyonganyonga. Viz kapitola |