Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 24:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kwapera makore akati kuti, ndakauya kuzopa verudzi rwangu zvipo zvomwoyochena wavamwe nemipiro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino makore mazhinji akati apfuʋura, ndakaʋuya neɀipo neɀiɓayiro kuʋanhu ʋaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Zvino makore mazhinji akati apfuura, ndakauya nezvipo nezvibayiro kuvanhu vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kwapera makore akati kuti, ndakauya kuzopa verudzi rwangu zvipo zvomwoyochena wavamwe nemipiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Kwapera makore akati kuti, ndakauya kuzopa verudzi rwangu zvipo zvomwoyochena wavamwe nemipiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Shure kwamakore mazhinji ndisipo, ndakauya kuJerusarema kuti ndizopa vanhu vokwangu zvipo zvavarombo uye kuti ndizopa zvipiriso zvangu.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 24:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy