Mabasa 24:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Pacinhu ici ndinoidza ɀikuru kuti misi yose ndiʋe nehana isinemhoȿa kunaMŋari nokuʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Pachinhu ichi ndinoedza zvikuru kuti misi yose ndive nehana isina mhosva kuna Mwari nokuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka ndinoshingairira nguva dzose kuti hana yangu ive yakachena pamberi paMwari navanhu. Viz kapitola |