Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 24:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ndine chitarisiro muna Mwari zvinobvumwa naivava kuti kuchava nokumuka kwavafi, vakarurama navakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ndinetariro kunaMŋari, iyo yaʋanotenda ʋo ʋamene, kuti kucaʋa’po kumuka kwaʋakafa kwaʋakarurama naʋasakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 ndine tariro kuna Mwari, iyo yavanotendawo vamene, kuti kuchavapo kumuka kwavakafa kwavakarurama navasakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ndine chitarisiro muna Mwari zvinobvumwa naivava kuti kuchava nokumuka kwavafi, vakarurama navakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ndine chitarisiro muna Mwari zvinobvumwa naivava kuti kuchava nokumuka kwavafi, vakarurama navakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 uye ndine tariro imwe cheteyo muna Mwari savarume ava, kuti kuchava nokumuka kwavakafa vose zvavo vakarurama navakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 24:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy