Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 24:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Havana kumbondiona ndichiitirana nharo naani zvake kana kunyandutsa mhomho yavanhu muTemberi kana mumasinagogu kana muguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Haʋana‐kundiwana ndiciita nharo mutembere nomunhu, kana kumutsa ɓope mumasinagoge kana muguta;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 “Havana kundiwana ndichiita nharo mutemberi nomunhu, kana muguta;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Havana kumbondiona ndichiitirana nharo naani zvake kana kunyandutsa mhomho yavanhu muTemberi kana mumasinagogu kana muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Havana kumbondiona ndichiitirana nharo naani zvake kana kunyandutsa mhomho yavanhu muTemberi kana mumasinagogu kana muguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vapomeri vangu havana kundiwana ndichiita nharo naani zvake mutemberi, kana kumutsa bope musinagoge kana papi zvapo muguta.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 24:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy