Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Sezvinhu zvamungatotsvakawo, hakusati kwapera mazuva anopfuura gumi namaviri kubvira pandakaenda kundonamata kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 nokuti munzwe kuti mazuʋa acigere kupfuʋura gumi namaʋiri, kubvira paŋguʋa yandakakwira Jerusarema kundonamata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 nokuti munzwe kuti mazuva achigere kupfuura gumi namaviri, kubvira panguva yandakakwira Jerusaremu kundonamata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Sezvinhu zvamungatotsvakawo, hakusati kwapera mazuva anopfuura gumi namaviri kubvira pandakaenda kundonamata kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Sezvinhu zvamungatotsvakawo, hakusati kwapera mazuva anopfuura gumi namaviri kubvira pandakaenda kundonamata kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Imi munogona kuziva nyore nyore kuti mazuva gumi namaviri haasati atombopera kubva pandakaenda kundonamata kuJerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 24:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy