Mabasa 24:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gavhuna paakamuninira kuti ataure, Pauro akapindura achiti, “Nokuziva kuti imi, kwamakore mazhinji manga muri mutongi werudzi urwu, ndinozvidzivirira ndichifara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino muɓati wakati amuninira, kuti ataure, Pauro akapindura, akati: Ɀandinoziʋa kuti maʋa mutoŋgi waʋanhu aʋa makore mazhinji, ndinoɀiɗaʋirira nomufaro, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino mubati akati amuninira, kuti ataure, Pauro akapindura, akati, “Zvandinoziva kuti mava mutongi wavanhu ava makore mazhinji, ndinozvidavirira nomufaro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gavhuna paakamuninira kuti ataure, Pauro akapindura achiti, “Nokuziva kuti imi, kwamakore mazhinji manga muri mutongi werudzi urwu, ndinozvidzivirira ndichifara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gavhuna paakamuninira kuti ataure, Pauro akapindura achiti, “Nokuziva kuti imi, kwamakore mazhinji manga muri mutongi werudzi urwu, ndinozvidzivirira ndichifara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mubati akati amuninira kuti ataure, Pauro akapindura, akati, “Ndinoziva kuti manga muri mutongi worudzi urwu kwamakore mazhinji; saka ndinofara kuti ndizvidavirire. Viz kapitola |