Mabasa 23:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Paakaverenga tsamba iya, akabvunza kuti anogara kudunhu ripi. Paakaziva kuti ndeweSirisia Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Wakati araʋa, akabvunza kuti ndowenyika ipi; ɀino wakati anzwa kuti ndoweKirikia, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akati arava, akabvunza kuti ndowenyika ipi; zvino akati anzwa kuti ndoweKirikia, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Paakaverenga tsamba iya, akabvunza kuti anogara kudunhu ripi. Paakaziva kuti ndeweSirisia Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Paakaverenga tsamba iya, akabvunza kuti anogara kudunhu ripi. Paakaziva kuti ndeweSirisia Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Mubati akaverenga tsamba akamubvunza kuti akanga achibva kudunhu ripi. Akati aziva kuti akanga achibva kuSirisia, Viz kapitola |