Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino ndakati ndaʋudzwa, kuti ʋoɗa kuʋandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikaraira ʋanomukwirira kuti ʋataure pamberi penyu mhoȿa yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 “Zvino ndakati ndaudzwa, kuti voda kuvandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikarayira vanomukwirira kuti vataure pamberi penyu mhosva yake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Pandakanyeverwa pamusoro perangano yaakanga arongerwa, ndakabva ndamutumira kwamuri pakarepo. Ndakazivisawo vapomeri vake kuti vazosvitsa kwamuri mhosva yavanomupomera.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy