Mabasa 23:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndakaona kuti vaimupa mhosva dzezvemutemo wavo asi hapana mhosva yavaimupa inokodzera rufu kana kuiswa mujeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ndikawana kuti wakwirirwa pamsoro pamashoko omurairo waʋo, asi asinemhoȿa yecinhu ciŋgafanira rufu kana kusuŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 ndikawana kuti wakwirirwa pamusoro pamashoko omurayiro wavo, asi asina mhosva yechinhu chingafanira rufu kana kusungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndakaona kuti vaimupa mhosva dzezvemutemo wavo asi hapana mhosva yavaimupa inokodzera rufu kana kuiswa mujeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndakaona kuti vaimupa mhosva dzezvemutemo wavo asi hapana mhosva yavaimupa inokodzera rufu kana kuiswa mujeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndakaona kuti aipomerwa mhosva pamusoro pamashoko omurayiro wavo, asi pakanga pasina mhosva ingafanira rufu kana kupfigirwa mutorongo. Viz kapitola |