Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Uyu munhu wakaɓatwa naʋaJuda, akaŋga oɗo‐kuʋurawa naʋo, ini ndikaȿika naʋarwi, ndikamurwira, ɀandakanzwa kuti muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Uyu munhu akabatwa navaJudha, akanga oda kuurawa navo, ini ndikasvika navarwi, ndikamurwira, zvandakanzwa kuti muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Murume uyu akabatwa navaJudha uye vakanga voda kumuuraya, asi ini ndakabva ndasvika navarwi vangu ndikamununura, nokuti ndakanga ndanzwa kuti muRoma.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy