Mabasa 23:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Ini Kiraudiusi Risiasi, ndinokunyorerai imi vanoremekedzwa vaGavhunha Ferekisi ndichikukwazisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kraudio Risia, kunaFeriksi, muɓati wakakurumbira kwaɀo, kwaziwai! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Kiraudhio Risiya, kuna Ferikisi, mubati wakakurumbira kwazvo, kwaziwai! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Ini Kiraudiusi Risiasi, ndinokunyorerai imi vanoremekedzwa vaGavhunha Ferekisi ndichikukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Ini Kiraudiusi Risiasi, ndinokunyorerai imi vanoremekedzwa vaGavhunha Ferekisi ndichikukwazisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kiraudhiyo Risiasi, kuna Changamire, Mubati Ferikisi: Kwaziwai. Viz kapitola |