Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Akadaidza vatungamiri vezana vaviri akati, “Paawa yechipfumbamwe mauro ano, gadzirirai masoja mazana maviri navarwi vanotasva mabhiza makumi manomwe navanorwa namapfumo mazana maviri vokuenda kuSezaria,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino akaɗana ʋakuru ʋezana ʋaʋiri, akati: Gadzirai ʋarwi ʋanamazana maʋiri, naʋanotaȿa mabiza ʋanamakumi manomŋe, naʋanamapfumo ʋanamazana maʋiri, ʋaende Kesaria neŋguʋa yecitatu yoʋusiku;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino akadana vakuru vezana vaviri, akati, “Gadzirai varwi vana mazana maviri, navanotasva mabhiza vana makumi manomwe, navana mapfumo vana mazana maviri, vaende Kesaria nenguva yechitatu yousiku;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Akadaidza vatungamiri vezana vaviri akati, “Paawa yechipfumbamwe mauro ano, gadzirirai masoja mazana maviri navarwi vanotasva mabhiza makumi manomwe navanorwa namapfumo mazana maviri vokuenda kuSezaria,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Akadaidza vatungamiri vezana vaviri akati, “Paawa yechipfumbamwe mauro ano, gadzirirai masoja mazana maviri navarwi vanotasva mabhiza makumi manomwe navanorwa namapfumo mazana maviri vokuenda kuSezaria,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ipapo akadana vakuru vezana vaviri akavarayira achiti, “Gadzirirai mazana maviri avarwi, navanotasva mabhiza makumi manomwe uye mazana maviri avarume vane mapfumo kuti vaende kuKesaria nenguva dzepfumbamwe manheru.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy