Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi imi musabvume nokuti kune vanhu vavo varume vanopfuura makumi mana vanenge vakamuhwandira vatozvisunga nemhiko yokuti havamboruma chinhu kana kunwa chinhu kusvikira vatouraya Pauro. Iye zvino vatogadzirira. Vangomirira chitsidzo chenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Naiɀoɀo musaʋatenda; nokuti pakati paʋo kunaʋarume ʋanopfuʋura makumi manna ʋanomuʋandira ʋakaɀisuŋga nokupika, kuti haʋaŋgadyi, kana kunwa, kuȿikira ʋamuʋuraya; ɀino ʋakaɀigadzira, ʋakatarira tendero inobva kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Naizvozvo musavatenda; nokuti pakati pavo kuna varume vanopfuura makumi mana vanomuvandira vakazvisunga nokupika, kuti havangadyi, kana kunwa, kusvikira vamuuraya; zvino vakazvigadzira, vakatarira tendere inobva kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi imi musabvume nokuti kune vanhu vavo varume vanopfuura makumi mana vanenge vakamuhwandira vatozvisunga nemhiko yokuti havamboruma chinhu kana kunwa chinhu kusvikira vatouraya Pauro. Iye zvino vatogadzirira. Vangomirira chitsidzo chenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Musavanzwa, nokuti pane vamwe vavo vanopfuura makumi mana vakamuvandira. Vakatozvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vamuuraya. Vakatogadzirira izvozvi, vakamirira kubvuma kwenyu chikumbiro chavo.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy