Mabasa 23:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye akati, “VaJudha varangana kuti vakukumbirei kuti mudzikise Pauro kudare mangwana sokunge vanoda kunyatsotsvagisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Iye akati: ƲaJuda ʋakatenderana Kukumbira kwamuri, kuti muɓuruse Pauro kumakurukota maŋgwana, muciita somunoɗa kunatso‐bvunzisisa mhoȿa yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Iye akati, “VaJudha vakatenderana kukumbira kwamuri, kuti muburuse Pauro kumakurukota mangwana, muchiita somunoda kunatsobvunzisisa mhosva yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye akati, “VaJudha varangana kuti vakukumbirei kuti mudzikise Pauro kudare mangwana sokunge vanoda kunyatsotsvagisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iye akati, “VaJudha varangana kuti vakukumbirei kuti mudzikise Pauro kudare mangwana sokunge vanoda kunyatsotsvagisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Iye akati, “VaJudha vakatenderana kukukumbirai kuti muuyise Pauro pamberi peDare Guru ravaJudha mangwana vachiita sevanoda kunyatsobvunzisisa pamusoro pake. Viz kapitola |