Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Naizvozvo akamutora akaenda naye kumukuru mukuru wamasoja uya akati, “Pauro musungwa uya andidana akandikumbira kuti ndiunze jaya iri kwamuri nokuti rine zvarinoda kutaura kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Naiɀoɀo akamutora, akaenda naye kumukuru wecuru camazana, akati: Pauro musuŋgwa, wakandiɗana, akakumbira, kuti ndiʋuye nejaya iri kwamuri; uneshoko raanoɗa kukuʋudzai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Naizvozvo akamutora, akaenda naye kumukuru wechiuru chamazana, akati, “Pauro musungwa, akandidana, akakumbira, kuti ndiuye nejaya iri kwamuri; ane shoko raanoda kukuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Naizvozvo akamutora akaenda naye kumukuru mukuru wamasoja uya akati, “Pauro musungwa uya andidana akandikumbira kuti ndiunze jaya iri kwamuri nokuti rine zvarinoda kutaura kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Naizvozvo akamutora akaenda naye kumukuru mukuru wamasoja uya akati, “Pauro musungwa uya andidana akandikumbira kuti ndiunze jaya iri kwamuri nokuti rine zvarinoda kutaura kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Saka akaenda naye kumukuru wavarwi. Mukuru wezana akati, “Pauro, musungwa uya, andidaidza akandikumbira kuti ndiuye nejaya iri, kwamuri nokuti rine zvarinoda kukuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy