Mabasa 23:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pauro akadaidza mumwe wavatungamiri vezana akati, “Endai nejaya iri kumukuru mukuru wamasoja nokuti ane zvimwe zvaari kuda kumutaurira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Pauro akaɗana mumŋe waʋakuru ʋezana, akati: Isa jaya iri kumukuru wecuru camazana; nokuti uneshoko raanoɗa kumuʋudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Pauro akadana mumwe wavakuru vezana, akati, “Isa jaya iri kumukuru wechiuru chamazana; nokuti ane shoko raanoda kumuudza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pauro akadaidza mumwe wavatungamiri vezana akati, “Endai nejaya iri kumukuru mukuru wamasoja nokuti ane zvimwe zvaari kuda kumutaurira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pauro akadaidza mumwe wavatungamiri vezana akati, “Endai nejaya iri kumukuru mukuru wamasoja nokuti ane zvimwe zvaari kuda kumutaurira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Pauro akadana mumwe wavakuru vezana akati kwaari, “Tora jaya iri uende naro kumukuru wavarwi; ane zvaari kuda kumutaurira.” Viz kapitola |