Mabasa 23:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo imi pamwe nedare taurirai mukuru mukuru wamasoja kuti amudzikise kwamuri sokunge munoda kunyatsotsvakisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Isu takagadzirira kumuuraya asati ambosvika pedyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Naiɀoɀo ɀino imi, namakurukota, muziʋise mukuru wecuru camazana, kuti amuɓurusire kwamuri, muciita somunoɗa kunatso‐bvunzisisa mhoȿa yake; isu taɀigadzira kuti timuʋuraye, asati asweɗera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Naizvozvo zvino imi, namakurukota, muzivise mukuru wechiuru chamazana, kuti amuburusire kwamuri, muchiita somunoda kunatsobvunzisisa mhosva yake; isu tazvigadzira kuti timuuraye, asati aswedera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo imi pamwe nedare taurirai mukuru mukuru wamasoja kuti amudzikise kwamuri sokunge munoda kunyatsotsvakisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Isu takagadzirira kumuuraya asati ambosvika pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Naizvozvo imi pamwe nedare taurirai mukuru mukuru wamasoja kuti amudzikise kwamuri sokunge munoda kunyatsotsvakisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Isu takagadzirira kumuuraya asati ambosvika pedyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvino imi neDare Guru ravaJudha kumbirai mukuru wavarwi kuti amuuyise pamberi penyu muchiita somunoda kubvunzisisa pamusoro penyaya iyi. Isu takagadzirira kumuuraya asati asvika kuno.” Viz kapitola |