Mabasa 23:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vakaenda kuvaPristi vakuru navakuru vakuru vakati tanyatsozvisunga nemhiko kuti hatimbodyi kusvikira tauraya Pauro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Aʋa ʋakaenda kuʋaprista ʋakuru naʋakuru, ʋakati: Taɀisuŋga nokupika kukuru, kuti hatiŋgadyi cinhu, kuȿikira taʋuraya Pauro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ava vakaenda kuvapristi vakuru navakuru, vakati, “Tazvisunga nokupika kukuru, kuti hatingadyi chinhu, kusvikira tauraya Pauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vakaenda kuvaPristi vakuru navakuru vakuru vakati tanyatsozvisunga nemhiko kuti hatimbodyi kusvikira tauraya Pauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vakaenda kuvaPristi vakuru navakuru vakuru vakati tanyatsozvisunga nemhiko kuti hatimbodyi kusvikira tauraya Pauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakaenda kuvaprista vakuru navakuru vakati, “Isu tazvisunga nemhiko kuti tirege kudya kana chinhu kusvikira tauraya Pauro. Viz kapitola |