Mabasa 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino kwakati kwaedza, ʋaJuda ʋakaita raŋgano, ʋakaɀisuŋga nokupika, ʋaciti, haʋaŋgadyi kana kunwa kuȿikira ʋaʋuraya Pauro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino kwakati kwaedza, vaJudha vakaita rangano, vakazvisunga nokupika, vachiti, havangadyi kana kunwa kusvikira vauraya Pauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Fume mangwana, vaJudha vakaita rangano vakazvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vauraya Pauro. Viz kapitola |