Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Usiku hwakatevera, Tenzi akamira pedyo naPauro akati, “Tsunga mwoyo, nokuti sokundipupurira kwawaita muJerusaremu unofanira kundopupurawo kuRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋusiku bgakateʋera, Ishe akamira naye, akati: Tsuŋga mŋoyo, seɀawakandipupurira kwaɀo paJerusarema, unofanira kupupura paRoma ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Usiku hwakatevera, Ishe akamira naye, akati, “Tsunga mwoyo, sezvawakandipupurira kwazvo paJerusaremu, unofanira kupupura paRomawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Usiku hwakatevera, Tenzi akamira pedyo naPauro akati, “Tsunga mwoyo, nokuti sokundipupurira kwawaita muJerusaremu unofanira kundopupurawo kuRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Usiku hwakatevera, Tenzi akamira pedyo naPauro akati, “Tsunga mwoyo, nokuti sokundipupurira kwawaita muJerusaremu unofanira kundopupurawo kuRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Usiku hwakatevera, Ishe akamira pedyo naPauro akati kwaari, “Tsunga mwoyo! Sezvawapupura pamusoro pangu muJerusarema, saizvozvo unofanira kundopupurawo muRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy