Mabasa 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndakawira pasi ndikanzwa izwi richiti kwandiri, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzireiko.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndikawira pasi, ndikanzwa inzwi riciti kwandiri: Sauro, Sauro, unonditambudzireiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ndikawira pasi, ndikanzwa izwi richiti kwandiri, ‘Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndakawira pasi ndikanzwa izwi richiti kwandiri, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzireiko.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndakawira pasi ndikanzwa izwi richiti kwandiri, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzireiko.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndakawira pasi ndikanzwa inzwi richiti kwandiri, ‘Sauro! Sauro! Unonditambudzireiko?’ Viz kapitola |