Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 ndava muMweya, ndakaona Tenzi achiti kwandiri, ‘Kurumidza ubude muJerusaremu nokukasika nokuti havasikuzogamuchira umboo hwako nezvangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 ndikamuʋona, aciti kwandiri: Kurumidza, ubve Jerusarema ɀino‐ɀino, nokuti haʋaŋgagamuciri kupupura kwako pamsoro paŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 ndikamuona, achiti kwandiri, ‘Kurumidza, ubve Jerusaremu zvino-zvino, nokuti havangagamuchiri kupupura kwako pamusoro pangu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 ndava muMweya, ndakaona Tenzi achiti kwandiri, ‘Kurumidza ubude muJerusaremu nokukasika nokuti havasikuzogamuchira umboo hwako nezvangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 ndava muMweya, ndakaona Tenzi achiti kwandiri, ‘Kurumidza ubude muJerusaremu nokukasika nokuti havasikuzogamuchira umboo hwako nezvangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 ndikaona Ishe achitaura kwandiri achiti, ‘Kurumidza kubva muJerusarema izvozvi, nokuti vanhu havangagamuchiri uchapupu hwako.’

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 22:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy