Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 21:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ramangwana takasimuka tikasvika kuSezaria tikanopinda mumba maFiripi, muparidzi aiva mumwe wavanomwe vaya, tikagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Fume maŋgwana tikabva’po, tikaȿika Kesaria; ipapo tikapinda mumba maFiripo, Muevaŋgeri, mumŋe waʋanomŋe, tikagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Fume mangwana tikabvapo, tikasvika Kesaria; ipapo tikapinda mumba maFiripi, Muvhangeri, mumwe wavanomwe, tikagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ramangwana takasimuka tikasvika kuSezaria tikanopinda mumba maFiripi, muparidzi aiva mumwe wavanomwe vaya, tikagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ramangwana takasimuka tikasvika kuSezaria tikanopinda mumba maFiripi, muparidzi aiva mumwe wavanomwe vaya, tikagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Zuva rakatevera takabvapo, tikandosvika kuKesaria tikandogara pamba pomuvhangeri Firipi, mumwe wavaya vanomwe.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 21:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy