Mabasa 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Takazokwira muchikepe, ivo ndokubva vadzokera kumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Tikawonekana, isu tikaenda kucikepe, iʋo ʋakadzokera kumusha kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Tikaonekana, isu tikaenda kuchikepe, ivo vakadzokera kumusha kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Takazokwira muchikepe, ivo ndokubva vadzokera kumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Takazokwira muchikepe, ivo ndokubva vadzokera kumba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Shure kwokuonekana kwedu, takabva taenda kundokwira chikepe, ivo vakadzokera kumusha kwavo. Viz kapitola |