Mabasa 21:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Hausiwe here muIjipiti uya akamutsa chimurenga mazuva ano achangopfuura aya akatungamirira varume zviuru zvina zvemhondi kurenje?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ko hauzi uya muEgipita, wakaɗeya kukaŋganisa ʋanhu paŋguʋa yapfuʋura, akaenda naʋaʋurayi ʋaneɀuru ɀinna kurenje here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Ko hauzi uya muIjipiti, akadeya kukanganisa vanhu panguva yapfuura, akaenda navaurayi vane zviuru zvina kurenje here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Hausiwe here muIjipiti uya akamutsa chimurenga mazuva ano achangopfuura aya akatungamirira varume zviuru zvina zvemhondi kurenje?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Hausiwe here muIjipiti uya akamutsa chimurenga mazuva ano achangopfuura aya akatungamirira varume zviuru zvina zvemhondi kurenje?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ko, hauzi uya muIjipita akamutsa bope, akatungamirira zviuru zvina zvavapanduki mugwenga nguva dzakapfuura here?” Viz kapitola |