Mabasa 21:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Pauro paakanga ava kuda kupinzwa munogara masoja akati kuna mukuru wamasoja, “Ndingataurewo here zvangu nemi.” Mukuru wamasoja akati, “Unoziva chiGiriki here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino oɗa kupinzwa muimba yaʋarwi, Pauro akati kumukuru wecuru camazana: Ndiŋgataura cimŋe nemi here? Iye akati: Unoziʋa ciGiriki here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Zvino oda kupinzwa muimba yavarwi, Pauro akati kumukuru wechiuru chamazana, “Ndingataura chimwe nemi here?” Iye akati, “Unoziva chiGiriki here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Pauro paakanga ava kuda kupinzwa munogara masoja akati kuna mukuru wamasoja, “Ndingataurewo here zvangu nemi.” Mukuru wamasoja akati, “Unoziva chiGiriki here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Pauro paakanga ava kuda kupinzwa munogara masoja akati kuna mukuru wamasoja, “Ndingataurewo here zvangu nemi.” Mukuru wamasoja akati, “Unoziva chiGiriki here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Varwi pavakanga vava kuda kupinza Pauro mudzimba dzavarwi, akakumbira mukuru wavarwi akati, “Ndingataurawo nemi here?” Iye akati, “Unotaura chiGiriki here? Viz kapitola |