Mabasa 21:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Paakasvika pamadanho okupinda mumba akatoita zvokutotakurwa kwazvo namasoja nokuda kwechisimba chakanga choitwa nebvakapfaka riya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Wakati aciȿika paɀikwiriso, akaita sokutakurwa naʋarwi, nokuɗa kwesimba raʋanhu ʋazhinji; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Akati achisvika pazvikwiriso, akaita sokutakurwa navarwi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Paakasvika pamadanho okupinda mumba akatoita zvokutotakurwa kwazvo namasoja nokuda kwechisimba chakanga choitwa nebvakapfaka riya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Paakasvika pamadanho okupinda mumba akatoita zvokutotakurwa kwazvo namasoja nokuda kwechisimba chakanga choitwa nebvakapfaka riya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Pauro akati asvika pamatanho, bongozozo ravanhu rakanga rakurisa zvokuti akaita zvokutotakurwa navarwi. Viz kapitola |