Mabasa 21:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pakarepo akabva atora masoja navatungamiri vezana akamhanya kwavari. Pavakaona mukuru mukuru namasoja vakaregedza kurova Pauro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye akatora pakarepo ʋarwi naʋakuru ʋezana, akaɓuruka acimhanyira kwaʋari; iʋo ʋakati ʋaciʋona mukuru wecuru camazana naʋarwi, ʋakarega kuroʋa Pauro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Iye akatora pakarepo varwi vakuru vezana, akaburuka achimhanyira kwavari; ivo vakati vachiona mukuru wechiuru chamazana navarwi, vakarega kurova Pauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pakarepo akabva atora masoja navatungamiri vezana akamhanya kwavari. Pavakaona mukuru mukuru namasoja vakaregedza kurova Pauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pakarepo akabva atora masoja navatungamiri vezana akamhanya kwavari. Pavakaona mukuru mukuru namasoja vakaregedza kurova Pauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Pakarepo akatora mamwe machinda navarwi akamhanyira kuvanhu. Vaiti vebongozozo vakati vachiona mukuru wamauto ana varwi vake, vakabva varega kurova Pauro. Viz kapitola |