Mabasa 21:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pavakanga vachiedza kumuuraya shoko rakasvika kumukuru mukuru webato ramasoja rokuti Jerusaremu yose yangova nyonganyonga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino ʋakati ʋacitȿaka kumuʋuraya, shoko rikakwira kumukuru wecuru camazana, kuti Jerusarema rose ranyoŋganiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino vakati vachitsvaka kumuuraya, shoko rikakwira kumukuru wechiuru chamazana, kuti Jerusaremu rose ranyonganiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pavakanga vachiedza kumuuraya shoko rakasvika kumukuru mukuru webato ramasoja rokuti Jerusaremu yose yangova nyonganyonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pavakanga vachiedza kumuuraya shoko rakasvika kumukuru mukuru webato ramasoja rokuti Jerusaremu yose yangova nyonganyonga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Pavakanga vachiedza kumuuraya, shoko rakasvika kumukuru wehondo yeuto ravaRoma richiti guta rose reJerusarema rakanga raita bope. Viz kapitola |