Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 21:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vakanga vamboona Tirofimusi muEfeso ainaye muguta, nezvo vakangofunga kuti Pauro akanga amuunza muTemberi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Nokuti ʋakaŋga ʋaʋona Trofimo muEfeso, anaye muguta, ʋakati ɀimŋe Pauro wapinda naye mutembere.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Nokuti vakanga vaona Tirofimo muEfeso, anaye muguta, vakati zvimwe Pauro apinda naye mutemberi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vakanga vamboona Tirofimusi muEfeso ainaye muguta, nezvo vakangofunga kuti Pauro akanga amuunza muTemberi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Vakanga vamboona Tirofimusi muEfeso ainaye muguta, nezvo vakangofunga kuti Pauro akanga amuunza muTemberi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 (Nokuti vakanga vamboona Tirofimasi muEfeso ari muguta pamwe chete naPauro vakafunga kuti Pauro akanga apinda naye mutemberi.)

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 21:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy