Mabasa 21:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mazuva manomwe paakanga ava kuda kundopera, vaJudha vanobva kuAsia vakanga vamuona muTemberi vakanyandutsa mhomho yavanhu vakamubata vachidaidzira vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino mazuʋa manomŋe akati opera, ʋaJuda ʋeAsia ʋakamuʋona mutembere, ʋakamutsa ʋanhu ʋazhinji, ʋakamuɓata, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino mazuva manomwe akati opera, vaJudha veAsia vakamuona mutemberi, vakamutsa vanhu vazhinji, vakamubata, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mazuva manomwe paakanga ava kuda kundopera, vaJudha vanobva kuAsia vakanga vamuona muTemberi vakanyandutsa mhomho yavanhu vakamubata vachidaidzira vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mazuva manomwe paakanga ava kuda kundopera, vaJudha vanobva kuAsia vakanga vamuona muTemberi vakanyandutsa mhomho yavanhu vakamubata vachidaidzira vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mazuva manomwe akati oda kupera, vamwe vaJudha vaibva kuEzhia vakaona Pauro patemberi. Vakamutsa vanhu vazhinji uye vakamubata, Viz kapitola |